‘Imbodzingirirai zvechikoro’ http://www.kwayedza.co.zw/imbodzingirirai-zvechikoro
Middot; NHAU DZEDZIDZO. VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vakoshese zvidzidzo zvavo sezvo fundo iri nhaka yeupenyu kwete kumhanyirira zvisina zera navo zvakaita sekuroorwa kana kuroora. Kurudziro iyi yakaitwa nemutevedzeri wemukuru Zimbabwe Prisons and Correctional Services, Deputy Commissioner-General Agrey Huggins Machingauta paSaint Francis Bosha High School apo vaiva muenzi mukuru svondo rapera. Nguva dzatakakura dzakanga dziri nguva dzehondo, tikazopinda chikoro zvekushingirira uye tave vanhu va...
Chabvondoka kuChibuku Super Cup http://www.kwayedza.co.zw/chabvondoka-kuchibuku-super-cup
Chabvondoka kuChibuku Super Cup. Chabvondoka kuChibuku Super Cup. KUNENGE kusingadanwe anonzwa svondo rino kunhandare dzakasiyana kutanga musi weMugovera apo zvikwata zvose zvemuCastle Lager Premier Soccer League zvichatamba mumutambo weChibuku Super Cup. Zvikwata zvinoti Dynamos, Highlanders, CAPS United, ZPC Kariba, FC Platinum neHarare City zvichatamba svondo rino uye zvichange zvichirwira kufambira mberi kusvika kufainari yemutambo uyu. FC Platinum v Dongo Sawmill. Chikwata chaNorman Mapeza ndicho ch...